Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbundo muchinjiziri unosara panenge parimwa negeja.
1

Mbundo michinjiziri inochinjika mumugwagwa, inozokonzera mabhambo.

Mumbundo idutu revhu rinenge rabviswa panenge pacherwa mugero.
2
Mbundo michinjiziri inochinjika mumugwagwa, inozokonzera mabhambo.
3
Mbundo ijira rekodhoro.
4
Muhomba.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbundu
Mbundu kanjumba kanotakurirwa zvinhu, kunyanya mari.
VerengaSwipe for the next word