Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chisazitasingwi chinoreva inini pachangu kana kuti iye nyakutaurwa pachake.
1
Ichi chisazitasingwi chinoreva inini pachangu kana kuti iye nyakutaurwa pachake.
Mbambune imbeu inokura yega kubva pamhodzi dzakasaririra mumunda gore rapfuura.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbunga
Mbunga kambuyu kadiki, kanoboora dzinde rechibage chinenge chichikura.
VerengaSwipe for the next word