KwaunobvaDuramazwiPpachangu

Duramazwi

pachangu

myself · personally

Zvinoreva

Kana nyakutaurwa akati kune vamwe pachangu anenge achitovaudza kuti nyaya yaazvitangira ndeyake, saka kana zvinhu zvikazomunetsa anozvionera.

1

Kana nyakutaurwa akati kune vamwe pachangu anenge achitovaudza kuti nyaya yaazvitangira ndeyake, saka kana zvinhu zvikazomunetsa anozvionera.

Ichi chisazitasingwi chinoreva inini pachangu kana kuti iye nyakutaurwa pachake.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word