Duramazwi
Zvinoreva
Kana mhuka yakaita sedhongi ichipabvaira inenge ichifamba yakakombama musana wayo nokuda kwekuremerwa.
1

Dhongi raipabvaira nemasaga maviri echibage richienda kuchigayo.
Kana mhuka yakaita sedhongi ichipabvaira inenge ichifamba yakakombama musana wayo nokuda kwekuremerwa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pachake
self
VerengaSwipe for the next word