Duramazwi
Zvinoreva
pabu kutyoka kwechinhu chakaoma, zvine ruzha.
Kana chinhu chapabuka chinenge chazara kusvika pokupedzisira.
1

Kana chinhu chapabuka chinenge chatsemuka zvine simba, chichiita zvimedu zvidiki.

2

3

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pabura
Kana mvura iri kuyerera ichipabura inenge ichitakura zvese zviri munzira mayo mushure mokunaya kwayo.
VerengaSwipe for the next word