KwaunobvaDuramazwiPpabura

Duramazwi

pabura

Zvinoreva

Kana mvura iri kuyerera ichipabura inenge ichitakura zvese zviri munzira mayo mushure mokunaya kwayo.

1

Musinirwa mashizha manyoro anomera kubva pabura rakasarira muvhu pakukohwa.

Kana mvura iri kuyerera ichipabura inenge ichitakura zvese zviri munzira mayo mushure mokunaya kwayo.

2

Kupadura chinhu chakaita sehari kuchitsemura uchibvisa zvimedu pachiri.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pabva

Kuti pabva kurerekera mukati kunoita denga remba kana roda kudonha.

Verenga

Swipe for the next word