Duramazwi
pachake
self · herself · himself · own
Duramazwi
self · herself · himself · own
Pachake izwi rinoshandiswa kureva kuti nyakutaurwa ndiye akasarudza ega kuita zvinhu zvinenge zvichitaurwa nezvazvo.
Kana ukataura nezvemumwe munhu uchingoti pachake, unenge uchireva kuti muregei azvionere ega nokuti ndiye anenge azvitangira zvinhu zvake ega.

Akasarudza kuramba mukadzi iye pachake. Saka haafaniri kuchema-chema nhasi.
Pachake. Isu ngatingomusiyawo akadaro nokuti ndiye akazvitangira ega zvinhu zvake izvozvo zvava kumunetsa.
Ichi chisazitasingwi chinoreva inini pachangu kana kuti iye nyakutaurwa pachake.
Kana ukataura nezvemumwe munhu uchingoti pachake, unenge uchireva kuti muregei azvionere ega nokuti ndiye anenge azvitangira zvinhu zvake ega.
Pachake. Isu ngatingomusiyawo akadaro nokuti ndiye akazvitangira ega zvinhu zvake izvozvo zvava kumunetsa.
Akasarudza kuramba mukadzi iye pachake. Saka haafaniri kuchema-chema nhasi.
Mupambi munhu anorwisa imwe nzvimbo kana nyika nehondo, oitora, oitonga pachake.
pachezvake · omene
Duramazwi
01 / 03pachako
yourself
VerengaSwipe for the next word