Duramazwi
pachako
yourself · personally
Duramazwi
yourself · personally
Pachako izwi rinoshandiswa kureva munhu anenge achitaurwa naye.
Kana ukati kuno munhu pachako, unenge uchimuudza kuti zvaari kuita kana kutaura ndezvefungwa dzake oga zvaazvisarudzira iye, uye hapana anenge achimutsigira.

Iwe pachako ndiwe wakandikwereta mari saka chirega kuti pano napano.
Nemhaka yei uchikumbirwa kunyora pfupiso nemazwi ako pachako usingatore ari mundima?
Zvinoda kuti ukwanise kunyora zvine udzamu uyewo kushandisa pfungwa dzako iwe pachako.
Kana ukati kuno munhu pachako, unenge uchimuudza kuti zvaari kuita kana kutaura ndezvefungwa dzake oga zvaazvisarudzira iye, uye hapana anenge achimutsigira.
Kana ukakuvara ipapo pachako nokuti ini ndambokuyambira kare.
Nemhaka yei uchikumbirwa kunyora pfupiso nemazwi ako pachako usingatore ari mundima?
Zvinoda kuti ukwanise kunyora zvine udzamu uyewo kushandisa pfungwa dzako iwe pachako.
Duramazwi
01 / 03pachangu
myself
VerengaSwipe for the next word