Duramazwi
pachavo
themselves
Duramazwi
themselves
Kana vanhu vachinzi vakaita chinhu pachavo ndivo vanenge vakachiita pauzima.
Kana ukataura pamusoro pevamwe vanhu uchingoti pachavo, unenge uchireva kuti zvavari kuita kana kutaura hazvinei nemi, saka imi hamupindiri.

Apa ndipo paakanyatsoona kuti aive arwirwa chaiko naMwari pachavo.
Tanaka aishaya kunzwisisa kuti Batakue hongu vabvumana naTadiwa pachavo, ko kuzotadza kunyarawo amai vake.
Kana vanhu vachinge vaona chiutsi ichi vaikotonoka vakananga kwachiri vonozvizwira pachavo.
Kana vanhu vachinzi vakaita chinhu pachavo vanenge vakachiita paushamwari kana paukama hwavo.
Kana ukataura pamusoro pevamwe vanhu uchingoti pachavo, unenge uchireva kuti zvavari kuita kana kutaura hazvinei nemi, saka imi hamupindiri.
Isu ngatisisiyane navo nokuti pachavo. Ndivo vanoziva kwavakatanga nezvinhu zvavo izvozvo.
Apa ndipo paakanyatsoona kuti aive arwirwa chaiko naMwari pachavo.
Tanaka aishaya kunzwisisa kuti Batakue hongu vabvumana naTadiwa pachavo, ko kuzotadza kunyarawo amai vake.
Duramazwi
01 / 03pachedu
ourselves
VerengaSwipe for the next word