KwaunobvaTsumoUshamwariVari pachavo vanokwenyana.

Tsumo · Ushamwari

Vari pachavo vanokwenyana.

Zvinorehwa

Munhu ndowokugara aine shamwari kuti kana yangosvika nguva yenhamo vonunudzana; kana yasvika nguva yomufaro vofara vose. Nguva dzose vanhu vari pamwe vanoyambirana.

What it means

A person should keep close friends, so that when hardship comes they can help each other, and when good times come they can celebrate together; people who stick together always look out for one another.

Word for word

People on their own scratch one another.

Mamwe mataurirwo

Vari pachavo chikurikuri. (chikurikuri: group together)

Kari pako ukonje kanofunda nechirimo.

Vagere pachavo vangonyinda. (M)

Vari pachavo chikurikuri vanorezva mwana nomuswe webere. (muswe: tail; bere: hyena).

Dzimwe tsumo dzeushamwari

Dzose

Tsumo · Ushamwari

01 / 03

Ashunya arwa.

What it means

When someone helps you get something you want, they have assisted you; it does not mean they have to give you full support, just that they did what they could at the time.

Verenga

Swipe for the next proverb