Tsumo · Ushamwari
Shungu neganyu zvinodzimba wotandadza asi chido chinomusimbisa.
Zvinorehwa
Kana mumwe wako atsamwa zviri nani kumupindura namanzwi akapfava uye ane rudo kuti iye agopora pashungu dzake. Kwete kumutaurira zvingamuwedzera kutsamwa.
What it means
When someone close to you is upset, it is better to respond with gentle, loving words so they can recover from their anger, rather than saying things that will only make them angrier.
Word for word
Grief and sighing hurt a person in agony while loving compassion strengthens him.