Tsumo · Ushamwari
Ashunya arwa.
Zvinorehwa
Kana munhu akakubatsira pane chaunenge uchida akuyamura. Hazvirevi kuti anofanira kukupa ruyamuro ruzere asi kuti paanenge akwanisa ipapo aita.
What it means
When someone helps you get something you want, they have assisted you; it does not mean they have to give you full support, just that they did what they could at the time.
Word for word
He who has pinched has fought.
Mamwe mataurirwo
Atswinya arwa.
Agumhina afamba hazvienzani naTigere.
Kusesedza kuhamba kutamanda hakupedzi nyika.