KwaunobvaDuramazwiPpachedu

Duramazwi

pachedu

ourselves · personal

Zvinoreva

Pachedu izwi rinoshandiswa naananyakutaura kuti vanozvireva ivo varidzi venyaya.

Kana munhu akataurira vamwe kuti pachedu, anenge achireva kuti zvavari kuita kana kutaurirana ndezvavo ivo varidzi maererano nokunzwisisana kwavo vari voga, uye hapana anenge achizofanira kuzviziva kana asiri muchikwata chavo.

1

Nyaya iyi taifanirwa kungotaurirana pachedu yopera kwete zvekupinziridza mapurisa zvamamoita izvi!.

Pachedu, shamwari. Hapana anofanira kugumbukira тиmwe.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word