Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pabva kurerekera mukati kunoita denga remba kana roda kudonha.
1
Kuti pabva kurerekera mukati kunoita denga remba kana roda kudonha.
Mhanza kupera bvudzi kunowanzoitwa navanhurume, pabva bvudzi pachisara pachipenya.
Kuti pabva kurerekera mukati kunoita denga remba kana roda kudonha.
Kana pamuviri pakapfudzika panenge pabva.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pabvaira
Kana mhuka yakaita sedhongi ichipabvaira inenge ichifamba yakakombama musana wayo nokuda kwekuremerwa.
VerengaSwipe for the next word