KwaunobvaDuramazwiZzvi-

Duramazwi

zvi-

Zvinoreva

Ichi chisazitasingwi chinoreva nyakutaura kana nyakutaurwa.

1

Ichi chisazitasingwi chinoreva nyakutaura kana nyakutaurwa.

Mwana akazvicheka nereza yaaitamba nayo akazvukuvadza.

Zvimirire wega, kwete kungogonda madzikoma.

Mupfumvumvu kuzarisa kunoita tswanda kana mugomo neupfu, chibage kana zvi-mwewo.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvibata

Kana munhu achizvibata anenge achikwanisa kufungisisa zvakakosha nezvinganakira upenyu kunyangwe paita muedzo ungamuita kuti asafunga nezvazvo.

Verenga

Swipe for the next word