Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chidudzira chiito chinotaura mafungire namaonere anoita vanhu vemunyika upenyu.
1
Ichi chidudzira chiito chinotaura mafungire namaonere anoita vanhu vemunyika upenyu.
Zvevanhu haungazvikwanisi nokuti vanoti nhasi ichi mangawana chocho.
Zoro zvevanhu vari careless ndizvo zvaaive agara asingatombode kana kunzwa.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvezita
Chinhu chinenge chichinzi chaitwa zvezita chinenge chisina kuitwa nomwoyo wose kana kuti chinenge chisina kukwana.
VerengaSwipe for the next word