KwaunobvaDuramazwiZzvibata

Duramazwi

zvibata

Zvinoreva

Kana munhu achizvibata anenge achikwanisa kufungisisa zvakakosha nezvinganakira upenyu kunyangwe paita muedzo ungamuita kuti asafunga nezvazvo.

1

Kana munhu achizvibata anenge achikwanisa kufungisisa zvakakosha nezvinganakira upenyu kunyangwe paita muedzo ungamuita kuti asafunga nezvazvo.

Sekuru maita mazvibata mukasarwa henyu kunyange vapfana vanga vada kukuvhiringai.

Vainzwa kuda kungoridza mhere inovharira nyika yose asi vakabva vazozvibata havo.

2

Kuzvibata kugara munhu akashongedzeka nguva dzose.

Kana mukanyatsozvibata ha-mubatiri matenda eutsvina.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word