Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana zvichinzi kwaiitika zvibhakera vanhu vanenge varovana zvakasimba.
1
Kana zvichinzi kwaiitika zvibhakera vanhu vanenge varovana zvakasimba.
Nokuda pamuromo paHaruna pakamuka zvibhakera zvikukutu.
Tambaoga akasimuka ndokutenderera neibwe rose achiita sokuriridza namaoko ake ayo akange akunga zvibhakera.
Kana uchirwa nomumhu unopiyanisa maoko, kuitira kuvhika kuti zvibhakera zvisasvika kumeso.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvibinge
Zvibinge imari kana zvimwewo zvinobhadharwa nevakuwasha pavanenge vachiroora, zvisiri chidimbu cheroora chaiyo.
VerengaSwipe for the next word