Duramazwi
Zvinoreva
uye uchiita zvishoma zvishoma zvinoratidza rudo.
Kumbunyikidza munhu kumukanganisa, kazhinji zvine hasha mukati, kuti atadze kutaura chokwadi chaanoziva.

Nyatso geza zvakanaka, kwete _kumbunyikidza_ zvaunomboita zviya, uchisara une mamhororodzi.
Kumbunyikidza munhu kumutadzisa kuburitsa pfungwa dzake pachena pane zvinenge zvichikurukurwa.
Kana munhu munhu achimbunyikidza zvinhu anenge achizvikanyanisa asi asinganyatsozviita nemazvo.

Kumbunyikidza kumanikidza zvi-
Zvakafanana
-bvunyaidza · dzikinyidza · -tsombonyodza · -manikidza · -bvunyikidza
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbure
Mambure.
VerengaSwipe for the next word