KwaunobvaDuramazwiDdzikinyidza

Zvinoreva

Kudzikinyidza kubata munhu nenzira yakaipa yokumumanikidzira zvaasingadi nechisimba.

1

Zvakafanana

mbunyikidza · -tsombonyodza · -manikidza

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzikinyidzo

Dzikinyidzo imari kana zvimwewo zvinoitirwa munhu kuti aite zvinhu zvisiri pamutemo.

Verenga

Swipe for the next word