KwaunobvaDuramazwiDdzikira

Zvinoreva

Kuva pasi.

1

Kuva pasi.

VaMhofu vakabikira mukadzi wavo tea hobvu yainaka kwave kumugadzikira.

Pane pamwe paunofanira kukwidza izwi rako pozoitawo pamwe paunofanira kutaura neizwi rakadzikira.

Homwe yesangano redu yadzikira chaizvo.

2

Kudzikira kwezvimbo kuderera kwayo.

3

Kudzikira kwezvinhu kuita zvishoma kubva pane zvazvambenge zviri.

4

Kana munhu achinzi anogara upenyu hwakadzikira, anenge ari murombo kune vamwe vazhinji.

5

Kana uine chinzvimbo chakadzikira

Zvine chekuita

derera

Zvakafanana

-dzira · derera · buruka · jitika

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word