KwaunobvaDuramazwiDdoka

Duramazwi

doka

-vira-nyura

Zvinoreva

Kana zuva rikanzi radoka rinenge radzika, risisape chiedza.

1

Kana zuva rikanzi radoka rinenge radzika, risisape chiedza.

Kwainge kwotovanonokera kudoka nyango zvazvo Christmas yacho yainge yavanonokera kusvika.

Hona zuva redu rave kudoka asi tinoda kuti uzive kuti nhaka yenyika yandinokusiira iyi ndeyematambidzanwa.

Kuti hunyata kusviba kunoita kunze kana kwadoka. Mapere anotanga kufamba kunze kuchangoti hunyata.

Zvakafanana

-vira · -nyura

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

doko

Nhengo yerubatsiro kure.

Verenga

Swipe for the next word