Duramazwi
Zvinoreva
Dohwe muchero wemusango unotsemukira mbadzi kana waibva uye u-
1
Dohwe muchero wemusango unotsemukira mbadzi kana waibva uye u-
Kana dohwe richinzi rine domva rinenge richiri nyoro richibuda muto wakawanda.
Kutsakuka kurembuka kwechinhu chinotsveedza kana chatsengwa. Dohwe rikatsengwa rinotanga kutsakuka.
Tichaona kunowira tswimbo nedohwe.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03doi
Dodorodzi.
VerengaSwipe for the next word