Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mhando yembeu inozivikanwa ruzivo.
1
Mhando yembeu inozivikanwa ruzivo.
Mucheka wemadodzi madodzi ndiwo wakanaka kusona chipika.
Hanga ishiriyomusango yakafanana nehuku, ine ruvara rutema nemadodzi machena.
Kuti ndodzi kubwaira-bwaira kunoita moto, zvikuru wemarasha, kana wava pedo nokudzima.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dofo
Dofo inzvimbo yakaorera, inojenga mvura, inobvira kurima muchirimo.
VerengaSwipe for the next word