KwaunobvaDuramazwiDdofo

Zvinoreva

Dofo inzvimbo yakaorera, inojenga mvura, inobvira kurima muchirimo.

Dofo munhu asina njere, kunyanya anotadza muchikoro.

1

Chete Maitakue vacho raiva dofo zvaro asi kungongwarira paduri sehuku chete, hapana chaizivikanwa kunze kwemakuhwa nenungo.

Dofo chero ukariudzira sei rinogona kufoira nokuti harigoni kunzwisisa zvinotaurwa.

2

Zvakafanana

dandara · dazaza · datanana · dununu

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dohwe

Dohwe muchero wemusango unotsemukira mbadzi kana waibva uye u-

Verenga

Swipe for the next word