KwaunobvaDuramazwiCchipamaso

Duramazwi · zita

chipamaso

statue

Zvinoreva

Chipamaso munhu anenge asinganyatsi kuona kana kunzwisisa zviri kuitwa navamwe vaanenge ainavo.

1

Napamusana pokuti masvomhu anondigozhera, ndaiva chipamaso mukirasi.

Chipamaso munhu anenge asinganyatsi kuona kana kunzwisisa zviri kuitwa navamwe vaanenge ainavo.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipamu

Chipamu chidimbu chemuti chinenge chakaturwa kubva pachimwe.

Verenga

Swipe for the next word