KwaunobvaDuramazwiCchipaketi

Duramazwi · zita

chipaketi

Zvinoreva

Chipaketi chihomwe chidiki chinowanzogadzirwa nebepa kana purasitiki kana saga, chinoisirwa kana kuchengeterwa zvinhu.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipakirwa

Chipakirwa mutambo wevana wavanoti, mu-mwe anoviga chinhu muruoko kana mudutu revhu, mumwe achinjobera kwachiri.

Verenga

Swipe for the next word