KwaunobvaDuramazwiCchipadza

Duramazwi · zita

chipadza

Zvinoreva

Chipadza ibadza diki.

1

Chipadza ibadza diki.

Kana munhu aitirwa chipadza mubhora anenge aisirwa gumbo achida kukava bhora, zvekuti gumbo rake rinorovera pane romumwe.

2

Kana munhu aitirwa chipadza mubhora anenge aisirwa gumbo achida kukava bhora, zvekuti gumbo rake rinorovera pane romumwe.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipakanwa

Chipakanwa chidimbu chidikidiki chinosarira mumazino mushure me kudya zvinhu zvakaita senyama kana kuti mengo.

Verenga

Swipe for the next word