Duramazwi · chiito
chipa
cheap · inexpensive · be cheap
Duramazwi · chiito
cheap · inexpensive · be cheap
Kana chinotengeswa chichinzi chakachipa chinenge chichiiita mutengo wakaderera.
Kana chinotengeswa chichinzi chakachipa chinenge chichiiita mutengo wakaderera.
Zvinhu zvinotengeswa nomukoto zvakachipa nokuti kazhinji ndezvokuba.
Zvino chipa tsananguro pfupi yeimwe neimwe yadzo.
Mhinduro dzako ngadzive pfupi dzichipa zvinodiwa pasina kupoterera.
Duramazwi
01 / 03chipadza
Chipadza ibadza diki.
VerengaSwipe for the next word