Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zvichinzi zvinotengeka zvinenge zviine mutengo unokwanisika, zvisinganyanyodhura.
1

Kuchipisa kudzikisa mutengo wezvinhu zvokuti zvinenge zvava kutengeka nemari shoma.
Kana zvinhu zvichinzi zvinotengeka zvinenge zviine mutengo unokwanisika, zvisinganyanyodhura.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tengenenge
Tengenenge inzvimbo yakareburuka yakakomberedzwa nemakomo.
VerengaSwipe for the next word