KwaunobvaDuramazwiTtengana

Duramazwi

tengana

Zvinoreva

Kana vanhu vachinzi vakatengana vanenge vakabhadharana mari kuitira kuti vafambisirane zvavanoda, pasina kubudisa mashoko pamusoro pazvo.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tenganyika

Tenganyika inzvimbo yakakura chaizvo yekurima.

Verenga

Swipe for the next word