KwaunobvaDuramazwiTtengesa

Duramazwi · chiito

tengesa

sell · betray

-fandisa

Zvinoreva

Kutengesa kupa zvinhu kuvanhu iwe uchipihwa mari, kana mumwe muripo unokosha zvakafanana nezvawavapa.

1

Kutengesa kupa zvinhu kuvanhu iwe uchipihwa mari, kana mumwe muripo unokosha zvakafanana nezvawavapa.

Baba vavo vakatengesa zvipfuyo zvese nemombe kuti vagoenda Dhorobha kuno dzidza.

VaMhofu vakavaudza kuti vainge vatengesa fridge uye Mari yose yemushop kuti vabhadhare bail out yavo.

Ndaida kutaura nhau dzose dzavaive vataura but hana yangu yakandirambira ndichinzwa kunge ndaive ndakuvatengesa.

2

Kushambadza.

3

Kutengesa kutaurira mumwe munhu kuvavengi vake, kuti abatwe kana kuti aurayiwe.

Zvakafanana

-fandisa

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tengi

Tengi mudziyo uri pachimwe chinhu kana kuti wakagara wega, unochengeterwa kana kugara zvinhu zvakaita sepeturu kana mvura. Tengi rangu raderera regai ndimire apo ndinwise mota peturu.

Verenga

Swipe for the next word