Duramazwi03 / 03zvokwadiZvokwadi ndiwo mamiriro chaiwo anenge akaita zvinhu, zvokuti kana zvichitaurwa ndiwo mabudiro azvinofanirawo kuita. Zvokwadi iripo ndeyekuti kana vanhu tikasarima nesimba tinofa nezhara.Verenga→