KwaunobvaDuramazwiZzvokuti bhe

Duramazwi

zvokuti bhe

Zvinoreva

Zvokuti.

1

Zvokuti.

Kana zvinhu zvichinzi zvaitwa zvokuti bhe zvinenge zvanyatsoitwa nemazvo.

Kana munhu achinzi akanaka zvokuti bhe, runako rwake runenge ruchinyatsoonekwa nokuyemurwa nomunhu wese.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvokwadi

Zvokwadi ndiwo mamiriro chaiwo anenge akaita zvinhu, zvokuti kana zvichitaurwa ndiwo mabudiro azvinofanirawo kuita. Zvokwadi iripo ndeyekuti kana vanhu tikasarima nesimba tinofa nezhara.

Verenga

Swipe for the next word