KwaunobvaDuramazwiZzvombo

Duramazwi · zita

zvombo

armed · armory · arsenal · disarmed · ammunition · armor · weapons

Zvinoreva

Zvombo midziyo inoshandiswa pakurwa kana pabasa.

1

Zvombo midziyo inoshandiswa pakurwa kana pabasa.

Vanhu vose vakange vauya vakagadzirira zvombo zvehondo ndokusvikokomba chirugwi chiya vachibva vaibata.

Kuvhima kutsvaga mhuka dzomusango, uchishandisa imbwa kana zvombo kuti udziuraye.

Kurwisa kurova kokurwadzisa kana kuurayana, pachishandiswa maoko kana zvimwe zvombo.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvombo zvinokandwa

missiles

Verenga

Swipe for the next word