Duramazwi · zita
Zvinoreva
Turusi midziyo yekukanika yaunoshandisa kugadzira mota, kana kuitisawo mwe mabasa.
1
Turusi midziyo yekukanika yaunoshandisa kugadzira mota, kana kuitisawo mwe mabasa.
Pinjisi iturusi isingadi kushaikwa pamba.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03turutsa
Kuturutsa kuita kuti munhu asvikirwe nomweya, kana memidzimu.
VerengaSwipe for the next word