Duramazwi · chiito
turura
unload
-turunura
Duramazwi · chiito
unload
Kuturura kubvisa zvinhu zviri pakakwirira, uchizviisa pasi.
Kuturura kubvisa zvinhu zviri pakakwirira, uchizviisa pasi.
Kukochomora zvinhu kuzviturura kana kuzvidonhedza zvakawanda kubva panzvimbo pakakwirira.
Urwu rutanda, kazhinji rurefu, runoshandiswa pakuturura zvinhu zvakaita semichero kubva mumuti.
Kuturura kubvisa zvinhu zviri pakakwirira, uchizviisa pasi.
-turunura
Duramazwi
01 / 03tururu
Tururu rudzi rwekambeva kasingadyiwi kane muturu mudiki-diki.
VerengaSwipe for the next word