KwaunobvaDuramazwiTtura

Duramazwi

tura

Zvinoreva

Kutura kudzikisa pasi zvanga zvakatakurwa nemunhu.

Kuti tura kurembedza hanzu pamusoro pechimwe chinhu.

1

Kana mugomo wakati tura unenge wakazara nemvura.

Kupidigura kana kuku-tura kana kuvhura.

2

Kurambana.

3

4

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word