KwaunobvaDuramazwiSsiyana

Duramazwi · chiito

siyana

cosmopolitan · different · divergence · divers · manifold · multicolored · variety · various · vary · differ

-fanana-patsana

Zvinoreva

Kusafanana kana kusava pamwe chete.

1

Kusafanana kana kusava pamwe chete.

Zvimwe ndakazongozviudza kuti zvisina kunangana newe siyana nazvo Natty.

Ini ndakadai hausati wakambonzwa ndichikuudza kuti family yako yakashata saka siyana neni.

2

Kana zvinhu zvakasiyana zvinenge zvisina kufanana.

Maonde nechakata michero yakasiyana.

3

Kana mukadzi nemurume vakanzi vakasiyana vanenge vakarambana.

4

Kana vanhu vakanzi vakasiyana vanenge vasisiri pamwe chete, umwe neumwe ava kuita chake.

5

Kana uchisiyana nechinhu unenge uchiratidza kuti haunei nacho nokuti hazvina zvazvinokubatsira.

Zvakasiyana

-fanana

Zvakafanana

-patsana

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

siyana-siyana

considerably

Verenga

Swipe for the next word