KwaunobvaDuramazwiCchidimbu

Duramazwi · zita

chidimbu

abbreviation · bit · Part · section · segment · piece

Zvinoreva

Chidimbu chinhu chinenge chakamurwa kubva pane chimwe.

1

Chidimbu chinhu chinenge chakamurwa kubva pane chimwe.

Miniti chidimbu cheawa.

Mudzi wechiito ndicho chidimbu chechiito chisingasanduki kunyangwe chiito chikashandiswa nenzira dzakasiyana-siyana.

2

Chidimbu inhengo inosara kana chinhu chatsemuka kana kudambuka.

Bhuru rakadambura gashu kukasara chidimbu.

Zvakafanana

dimbu

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidiriso

Chidiriso mudziyo unosevenzeswa kuisa zvinwiwa mune umwe mudziyo.

Verenga

Swipe for the next word