KwaunobvaDuramazwiCchibande

Zvinoreva

Chibande chechimwe chinhu chimedu kana chinhivi chacho.

1

Chibande chechimwe chinhu chimedu kana chinhivi chacho.

zongoona yoti gwadara pasi, kwava kutofa.

Chibande chechimwe chinhu chimedu kana chinhivi chacho.

Chimai chefoni chibande chefoni chinogadzikirwa chimuromo chinotauriswa nekuterereswa, paya panenge foni isingashandiswi.

Zvakafanana

chigwadara

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibandira

Kana vanhu vachiita chibandira vanenge vachirima nemageja muchirimo pasi pasina munya wakakwana.

Verenga

Swipe for the next word