Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chibanzuro mudziyo ungashandiswa kugaya kana kutsemura matombo kana zvimwewo.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chibari
Chibari chimhedu chinodauka sezvakaita panenge pachitemwa muti kana panenge pachipwanywa matombo.
VerengaSwipe for the next word