KwaunobvaDuramazwiCchibari

Duramazwi · zita

chibari

Zvinoreva

Chibari chimhedu chinodauka sezvakaita panenge pachitemwa muti kana panenge pachipwanywa matombo.

1

Chibari muti mukuru unenge uchionekwa vana vawo vakamera kuupoteredza.

Chibari kutaurirana kune kukakavadzana mukati.

2

3

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibarwe

Mhando yezviyo inozivikanwa kupfuvura.

Verenga

Swipe for the next word