KwaunobvaDuramazwiCchibatabata

Zvinoreva

Chibatabata kuvhiringidzana vanhu vachitukana nokurwa vakawanda.

1

Chibatabata kuvhiringidzana vanhu vachitukana nokurwa vakawanda.

Mupengo wakati vherengu pamusangano pakaitika chibatabata.

Chibatabata kuvhiringidzana vanhu vachitukana nokurwa vakawanda.

Zvakafanana

bongozozo

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibatabishi

Vanhu vanoita chibatabishi vanenge vakawanda vachikutsirana kuita mabasa anege achidiwa kuti aitwe nguva imweyo uye nokukasika.

Verenga

Swipe for the next word