Duramazwi · zita
bongozozo
riot · unrest · unleash · sedition
Duramazwi · zita
riot · unrest · unleash · sedition
Ruzha nokurwisana.
Bongozozo muriwo unenge wakanyatsobikwa zvakanaka.
Bongozozo munhu kana mhuka isinganyatsooni.
Kuti bongozozo kugara munhu achitaridza kutambudzika.
Ruzha nokurwisana.
Gonya kuita nharo uchivimba kuti mumwe achazokubatsira kana pakamuka bongozozo.
Mupirutsi munhu anokonzera bongozozo pakati pevanhu. Munhu ane makuhwa mupiritsi.
Kana ukadzimura bopoto kana bongozozo pakati pevahu vakonana, unenge waita kuti ripere.
Bongozozo kurwisana zvakanyanya kwevanhu vanenge vatadza kunzwisisana pane zvimwe zvinhu.
Bongozozo imheremhere kana ruzha runoitwa nevanhu vakawanda vanenge vakaungana pamwe chete.

Kutapurana kukonana kwavanhu zvinogona kuita bongozozo.
hohoho · nyongori · chibata bata · dzvootsvoo · bokoshindi
Duramazwi
01 / 03bonho
Kuti bonho kusvuura muti zvokusara usisina kana gwande.
VerengaSwipe for the next word