Duramazwi
bongora
-dhomora
Duramazwi
Kubongora kukonzera kuti munhu anzwe kuda zvokudya zvaaona.
Kubongora kubvisa ganda pabazi romuti.

Kubongora kutarisa mukati mechinochengeterwa zvinhu.
Bongora mugaba iro uone kana muchine masamba etii.

01 / 03bongozozo
riot
VerengaSwipe for the next word