KwaunobvaDuramazwiNnyongori

Duramazwi · zita

nyongori

Zvinoreva

Bongozozo.

1

Bongozozo.

Mumusha muno makapfuura manyongori aingoimba nekumhanya.

Manyongori kusawirirana kwevanhu kunogona kuvasvitsa pakurwa.

Manyongori vanhu vakawanda, vanenge vasiri kugutsikana nechimwe chinhu, uye vasinganyatsozivi zvavari kuita.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyongorosi

Nyongorosi kakonye katetetete, kakatsvukuruka, kanogara mumvura shoma kana mumadhaka, kanoti kakapinda muganda remunhu, anotochekwa kuti kaburitswe.

Verenga

Swipe for the next word