KwaunobvaDuramazwiNnyongovera

Duramazwi

nyongovera

Zvinoreva

Kana chinhu chambenge chakaomarara chikanyongovera chinenge chazopfava mushure mokuiswa mumvura kwekan'guva.

1

Mwana akaisa mvura muроto yaiva nemakoko kuti inyongovere, isanetsa kukwenga.

Kana chinhu chambenge chakaomarara chikanyongovera chinenge chazopfava mushure mokuiswa mumvura kwekan'guva.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyope

Nyope munhu asingafarire zvekushanda.

Verenga

Swipe for the next word