Duramazwi · chiito
nyora
punctuation · tattoo · tattooing · write
Duramazwi · chiito
punctuation · tattoo · tattooing · write
Kunyora kuisa mavara nemazwi pabepa.
Nyora kuchekwa kunoitwa munhu kana chimwewo nereza inopinza chaizvo, kana munhu wacho achiiswa mushonga nepaganda.
Kunyora kuisa mavara nemazwi pabepa.
Vakabvarura kapierce ndikunyora nyora.
Nyora tsamba dzakawanda kusvikira zuva rebvunzo dzako dzekupera kwegore.
Nyora zvirevo zviviri pazwi roga roga uchiburitsa zvakasiyana zvinogona kurehwa nezwi racho.
Nyora kuchekwa kunoitwa munhu kana chimwewo nereza inopinza chaizvo, kana munhu wacho achiiswa mushonga nepaganda.
Zvino nyora pasi basa reumwe neumwe wevanhu vanotevera.
Nyora tsumo inopikisana neimwe neimwe yedzinotevera.
Nyora tuvara tunoshandiswa pakunyora, kutsaura zvirevo namazwi mukati mezvirevo.
Chimiso ndiyo nyora isinganetsi kudzidzisa kuti inoiswa papi.
Duramazwi
01 / 03nyora pasi
Kana zvinhu zvichinzi zvanyorwa pasi zvinenge zvanyorwa asi zvachengetwa zvakasimba kuitira kuzoshandiswa mangwana.
VerengaSwipe for the next word