KwaunobvaDuramazwiNnyoresa

Duramazwi

nyoresa

enroll · register · enrol

Zvinoreva

Kana mukadzi ane pamuviri achinyoresa kuchipatara, anenge achipa vanamukoti zita rake uye kubhadhara mari yekuti agare achiongororwa kusvika azopona.

1

Kana mukadzi ane pamuviri achinyoresa kuchipatara, anenge achipa vanamukoti zita rake uye kubhadhara mari yekuti agare achiongororwa kusvika azopona.

VaChivi vakanyoresa imba yavo semogeji pavakakwereta mari kubhengi.

Kunyoresa mwana wechikoro kupa zita rake kuchikoro kwacho kuti chigomupa nzvimbo.

Kudhinda pepanhau kana bhuku kuritsikisa nemishina yekunyoresa inoburitsa, mapepa akawanda.

2

Kunyoresa mwana wechikoro kupa zita rake kuchikoro kwacho kuti chigomupa nzvimbo.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word